mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/16/15.txt

1 line
218 B
Plaintext

\v 15 Imi munoziwa kuti wekwa Stefana ndiwo wakatanga kutendeuka ku Akaya uye akawimbika pamabasa ewatswene. Zvino ndinokukurudzirai, hama dzangu, \v 16 kuti muswiise pasi pawanhu awa uye zvamuno chanda zvinotibatsira.