mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/11/17.txt

1 line
319 B
Plaintext

\v 17 Nekuda kweizvovo, ini andinokukudzei, nekuti pamunosanga amuite kuti zvinake asi munozvinyanyisa. \v 18 Chekutanga chandazwa ngechekuti, pamuno sangana mukereke, muno patsanurarana pakati penyu, ndinoziwa kuti makaita zvidimbu ne zvidimbu. \v 19 Ninoziwa kuti munoita izvozvo kuti muonekwe naMwari, kuti munoziwa.