mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/05/11.txt

1 line
440 B
Plaintext

\v 11 Asi zwino ndirikukunyorerai kuti musabatana newaya wanonzi hama, asi arikurarama muwopobwe, kana kuti anokara mare, kana kuti wanonamata zwimufananidzo, kana gororo kana kuti chidhakwa kana mutuki. Munhu akadaro musayha naye. \v 12 Nekuti ibasa rangu here rekutonga waya warikunze kwe chechi? kunze kweizwi, musatonge waya warimukati mechechi? \v 13 Asi Mwari anotonga waya warikunze kwechechi: ''bvisai wanhu wakaipa pakati penyu''.