mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/13/11.txt

1 line
363 B
Plaintext

\v 11 pandaiwa mwana, ndaitaura semwana, ndichifunga semwana, ndaitonga semwana. \v 12 pandakawa muruku, ndakasiya zvinhu zvese zvechiwana. Iko zvino, takamowona se chiwoneso, zvisiri pachena asi tichamowona ne meso. \v 13 Asi ini ndinoziwa dzibo imwe, asi ndichaziwa semaziwiswe andakaitwa. Zvino zvitatu izvi: kutenda, netariro ne rudo, asi chikuru chawo irudo.