mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/13/08.txt

1 line
303 B
Plaintext

\v 8 Rudo arupere. kunyangwe kune zviporofita, zvichapfura; kana ndimi, zvichagumiswa; kana ruri ruziwo, zvichapfura. \v 9 Nekuti mukuziwa kwedu tinoziwa zvisakakwana tinoporofita, asi, zvinoitwa zvisina kugwana tinoporofita zvisakakwana, \v 10 asi, kana zvakakwana zvasvika, zvisakakwana zvichabviswa..