mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/13/01.txt

1 line
423 B
Plaintext

\c 13 \v 1 Kunyangwe ndichitaura mutauro wewanhu kana kuti wegirozi, ndai ndisina rudo, ndakaita sendere rinorira kana dzinongoti gweregwere. \v 2 Kunyangwe ndine chipo chechiporofita uye ndichiziwa chokwandi chese neziwo uye kana kuya nekutenda kunofambisa makomo, asi kana usina rudo, dai ndisiri chinhu. \v 3 Kana ndikagowera zvose zvandinazvo kuwarobouye ndikapa mwiri wangu kuti upiswe, ndisina rudo apana chinobasira.