mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/12/01.txt

1 line
311 B
Plaintext

\c 12 \v 1 Nekuda kwezvipo , hama, hadidi kuti muwe musigaziwe. \v 2 Munoziwa kuti pakanga muri wahedeni, maitorwa nezvimufananidzo zvisingataure. \v 3 Naizvozvo ndinoda kuti muziwe kuti awasi wese wane Mweya waMwari wanogona kuti: ';Jesu ngaatukwe''. Uye apana anoti: ''Jesu ndiIshe'', kunze kweMweya mutswene.