mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/10/31.txt

1 line
305 B
Plaintext

\v 31 Naizvozvo kana muchiyha kana kumwa, kana muchita chipi nechipi, itai zvese kuti Mwari akudzwe. \v 32 Zvino musagumbhusa waJuda, kana waGiriki, kana nKerenke yaMwari. \v 33 Seni ndinofadza wanhu wese pazwinhu zvese, ndisingatswaki, zvingandibatsira inini, zvinobatsira wanhu wakawanda, kuti waponeswe