mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/10/25.txt

1 line
268 B
Plaintext

\v 25 Iyhai zvese zvinotengeswa kumusika, musingabvunzi chinhu, pamusoro pehana. \v 26 Zwino nyika nekuzara kwaiyo ndezva Jeova. \v 27 Kana munhu asingatendi mukokei kuti ayhe zekuyha, iyhai zvese, zvakagadzirirwa pamberi penyu, apana anobvunza chinhu pamusoro pehana.