mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/10/11.txt

1 line
407 B
Plaintext

\v 11 Zwinhu izwi zwakaitika kwaari semufananidzo kwatiri. Zvakanyorwa kuti tiyewerwe isusu, taswikirwa nekuguma kwenyika. \v 12 Zwino unoti ndinomira ngangwarire kuti asadhone. \v 13 Akuna muedzo wakakubatai imi, asi wewanhu wese. Asi Mwari akatendeka. Hangakutenderi kuti muedzwe kudarika pamunokwanisa napo; Asi pamwechete nemuedzo Iye uchakupai iye uchakupai nzira yekubuda nayo, muwe nesimba naiyo.