mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/10/05.txt

1 line
165 B
Plaintext

\v 5 Nekudaro, Mwari hana kufara newakawanda wawo, nekuti wakaparadzwa murenje. \v 6 Zwinu izwi zwaiwa zwiratidzo kwatiri, kuti isu tisaite zwakashata sezwaita iwo.