mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/08/11.txt

1 line
345 B
Plaintext

\v 11 Naizwozwo, nekuda kwepfugwa yenyu pachokwandi pakurarama zwimufananidzo, asina simba, hama Kristu dzaakafira, uye akaparadzwa. \v 12 Nokudaro wakatadzira hama yako, kumutonisa ne pfugwa dzakaneta, watadzira Kristu. \v 13 Naizwozwo kana chikafu chinoita kuti hama yangu itadze, ini andiye nyama zwekare, kuti ndiite kuti hama yangu itadze.