mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/08/08.txt

1 line
352 B
Plaintext

\v 8 Asi achisi chikafu chinotiswitsa pamberi paMwari. Atina kuipa kana tayha uye atinatse kana tayha. \v 9 Asi gwarirai kuti rusunuguko renyu rirege kuwa chiguboso kune waya wasina simba pakutenda. \v 10 Kana munhu akauya kwamuri, ane ruziwo achiyha chikafu mu kereke yemufananidzo, kuneta kwepfugwa kuswisimbisa kuyha zwinobayirwa kuzwimufananidzo?