mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/08/04.txt

1 line
506 B
Plaintext

\v 4 Naizwozwo, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti '' Chifananidzo panyika ino achisi chiro'', uye '' akuna Mwari asiri mwari umwe chete''. \v 5 Nekuti kune wanonzi wana mwari, kungawe kudenga kana panyika, kune wajinji ''wana mwari'' uye wajinji ''wana ishe''. \v 6 Asi isu tina ''Mwari umwe chete, uye Baba, zwinhu zwese zwakabva paari, uye tinoraramira ani, Uye umwe chete Ishe Jesu Kristu, zwinhu zwese zwakawepo nekubudikidza naye, uye isu tinorarama nekubudikidzira naye''.