mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/08/01.txt

1 line
281 B
Plaintext

\c 8 \v 1 Zwino, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti ''tose tinoruziwo''. Kuziya kunowisa, asi rudo renowaka. \v 2 Kana munhu achifuga kuti anoziwa chinhu, asi munhu uyu aziwe zwaifanira kuziya. \v 3 Asi kana munhu achida Mwari, munhu uyu anozikanwa Naye.