mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/39.txt

1 line
274 B
Plaintext

\v 39 Mukadzi akabatanidzwa nemurume wake achiri mupenyu. kana murume wake afa, iye akasununguka kurorwa ne umwe murume waanoda, ndi Ishe anotaura izvozvo. \v 40 Asi ini nekuona kwangu, anosununguka zvikuru aka akararama ariega. Ndino funga kuti neni wo ndine mweya waMwari.