mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/32.txt

1 line
411 B
Plaintext

\v 32 Ini ndaida kuti musazowe nekufunganya. nekuti uwo asina kurora akabatikana nezwa Ishei, nekutswaka kumufadza. \v 33 Asi murume akarora akabatikana nezwenyika, nekutswaka kufadza mukadzi wake. \v 34 uye akapatsanurwa. Zwakare mukadzi asina kurorwa kana mhandara akabatikana nezwa Ishe, kuti anowa sei mutswene panyama nepamweya. Asi mukadzi akarorwa akabatika nezwe nyika, nekutswaka kufadza murume wake.