mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/29.txt

1 line
357 B
Plaintext

\v 29 Asi ndinokutaurirai hama dzangu: Tasara negwa choma, kubva pano kwenda mberi, siyai wane wakadzi nararme se wasina. \v 30 Waya wano chema warame se se wasiri kuchema; Waya wano fara se wasior kufara; Waya waya wanotennga, se wasina kana chinhu; \v 31 Wano ita nezwekutengesa panyika, se wasiri kutengesa; Nekuti nyika yamuri kuwona yakuswika kumagumo.