mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/27.txt

1 line
305 B
Plaintext

\v 27 Iwe une sungano rawakaita mukadzi? usazwiedza kusiana naye. Wakamborambana nemwe mukadzi? usatswake mumwe. \v 28 Asi kana uka rora, auna kuita chitadzo. Uye mukadzi asina kurorwa, akarorwa hana kuita chitadzo. Asi uyo anorora anowa nematabudziko mazinji pakati pekurarama kwawo, ndinokukurudzirai.