mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/25.txt

1 line
240 B
Plaintext

\v 25 Zwino kune waya wasinakumborora, ini andina murairo waIshe. Asi ndinomupai zano rangu semunhu, nengoni dza Ishe, ndino wimbika. \v 26 Naizwozwo ndinofunga kuti nekuda kwechuchikana kurikuwanikwa, zwakanaka kuti munhu agare se zwaari.