mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/20.txt

1 line
477 B
Plaintext

\v 20 Umwe neumwe ngarambe akamira maringe kudaidzwa kweakaitwa naMwari mukutende. \v 21 Wanga uri muranda pawakadaidzwa na Mwari? usanetseka nazwo. asi sununguka, zwinoita zwakanaka. \v 22 Kune uya anodaidzwa naMwari se muranda wake, ndimunhu wakasununguka pamberi paIshe. Naizwozwo, uya akasununguka paakadaidzwa mukutende, iye ndimuranda waKristo. \v 23 Imi makatengwa nemutengo, musawa waranda wewanhu. \v 24 Hama zwatanga tiri patakadaidzwa mukutenda, ngatirambe takadaro.