mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/17.txt

1 line
424 B
Plaintext

\v 17 Naizwozwo umwe neumwe ngararame upenyu weakapiwa naIshe nekuti ndiwo weaka daidzirwa. Iwu ndiwo murairo wekumakereke wose. \v 18 Anga urimunhu wakachecheudzwa pawakadaidzwa namwari kuti uwemutendi? Ngasa ngasaedze kufisa cuchecheudzwa kwake. Wanga uri munhu aka checheudzwa Mwari pawaka kudaidzwa mukutenda? Naizwozwo usazwichecheudze. \v 19 Naizwozwo kana checheudzwa akuna basa. Chinodiwana kutewera mirairo yaMwari.