mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/15.txt

1 line
305 B
Plaintext

\v 15 Asi kana uyo asingatendi akaramba umwe wake obva aenda, musiye aende. Nekuti hama kana munuguna aumanikidzwe kurarama mararamire iwawo. Asi Mwari akakudana kuti urarame murugare. \v 16 Uye munoziwa sei, iwe mukadzi, kuti uchaponesa murume wako? Ko iwe murume unoziwa sei ukti uchaponesa mukadziwako?