mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/08.txt

1 line
225 B
Plaintext

\v 8 Ndinokurudzira kuwanhu asati arora nechirikadzi kuti zwakanaka kugara kudaro asina kurora seni. \v 9 Asi kana munhu asingadoni kuzwidzora mwiri wake, zwirinane arore hake nekuti azwibatsiri kuchegeta zwinoda moyo wako.