mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/07/05.txt

1 line
390 B
Plaintext

\v 5 Musa dzwinyirirana pakati penyu, kunze kwekuti matenderana kunguwa diki, kuti muwe nenguwa yekunyengetera. Mukapedza, muwezwe pamwe chete. Kuti Satani arege kukuedzai nekuda kwekuchaya kuzwidzora kwenyu. \v 6 Masoko awa andirikukutaurirai awasi mutemo asi kurudziro kwamuri. \v 7 Ini ndaida kuti mose muwe seni; asi umwe neumwe anechipo chaakapiwa na mwari, chimwe nechimwe chakasiana.