mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/05/09.txt

1 line
231 B
Plaintext

\v 9 Ndakakunyorerai tsamba yangu kuti murege kufanana nemhombwe. \v 10 Adisi kurewa wanhu wenyika ino wanoita upombwe, kana kuti wanokara mare, namakororo, kana wanonamata zwifananidzo, kuti uwe kure nayo unofanira kubuda munyika.