mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/05/06.txt

1 line
400 B
Plaintext

\v 6 Kuzwikudza kwenyu akuna kunaka. Hamusiziwe here Kuti mbiriso ikachomeka inowirasa mukanyiwa wose? \v 7 Chenesai mbiriso yekare kuti mugowe mukanyiwa itsva shisina mbiriso, sezwamuri shaizwo, nekuti Kristu gwayana yedu ye pasika, akabairwa. \v 8 Naizwozwo, ngatiitei mutambo, kwete ne mbiriso yekare, mbiriso yepfugwa dzakaipa ndezwakaipa, asi nechigwa shisina mbiriso nekururama nezweshokwandi.