mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/04/19.txt

1 line
253 B
Plaintext

\v 19 Ndichakasika kuwuya, kwamuri, Kana ishe achida. Andiziwi shoko reiwo wanozwikudza, asi simba rawo. \v 20 Zwino wuMambo waMwari, hausi pamashoko, asi pasimba. \v 21 Munotswakeiko? Ndiuye kwamuri nemushapu kana kuti nerudo, nemweya wewunyoro here?