mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/04/14.txt

1 line
308 B
Plaintext

\v 14 Ini andinyori zwinhu izwi kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurairei sewana wangu. \v 15 Zwino, kana maiwa wane zwiuru zwinegumi, munaKristu, hamuna madzibaba wakawanda. Nekuti muna Jesu Kristu wakakuberekai, neIvangeri. \v 16 Naizwozwo ndinokumbira zwikuru kwamuri kuti muwe watewereri watedzeri wangu.