mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/04/12.txt

1 line
201 B
Plaintext

\v 12 Tinotambudzika,tichibata nemaoko kana tichitukwa tinoropafadzwa, kana tichitambudzwa tinosunga moyo. \v 13 Kana tichipomerwa tinowaraidza; takaitwa setswina yenyika,marara ewose kuswikira nanasi.