mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/04/10.txt

1 line
260 B
Plaintext

\v 10 Isu tiri mapedzi nekuda kwaKristu, asi imi makangwara muna Kristu. Isu takananeta, asi imi munesimba imimunokudzwa asi isu tinozwiszwa. \v 11 Kuswikira nguwa ino isu tinenzara, nenyota. hatina chatinofunga tinorobwa, netsiwa hatinanzwimbo kwayo yekugara.