mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/04/08.txt

1 line
278 B
Plaintext

\v 8 Imi matonezwese zwamaida matonepfuma! mabata wushe kunze kwedu ndai maibata wuche wenyu, kuti isu tibatewo pamwechete nemi. \v 9 Nekuti Mwari wakatigadza, isu wapostora, apkupedzisira sewanhu wakatongerwa, rufu. Nekuti takaitwa chinhu chinoshamisa, nyika newatumwa wewanhu.