mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/03/21.txt

1 line
268 B
Plaintext

\v 21 zwino musazvikudza zvakare pamberi pewanhu! Nekuti zvinhu zvose ngezvenyu, \v 22 angawe Paulo, kana Apolo, kana Cefas, kana nyika, kana upenyu, kana rufu, kana zviro zvatirikuona, kana zvatichaona. zvese ngezvenyu \v 23 uye imi ndimi kristo uye Kristo ndiMawari.