mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/03/18.txt

1 line
355 B
Plaintext

\v 18 Munhu ngaasazvinyepera. Kana munhu pakati penyu achizviti akachengera muguwa yatiri ino. gaazviite munhu "akapusa", kuti iye awe munhu akachenjera. \v 19 Nekuti uchenjeri wenyika ini kupusa pamberi paMwari. nekuti zvakanyorwa kuti: "Iye ngaazviise mukuchenjera pamazano ake". \v 20 Zvakare: "Ishe wanoziwa kuti pfungwa dzwewakachenjera adzibatsiri".