mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/03/08.txt

1 line
176 B
Plaintext

\v 8 Naizvozvo, anosima neanodiridza apana musiano, umwe nwume anotambira mubairo nekuda kwebasa rake. \v 9 Nekuti tiri wabati Wamwari. Murimunda waMwari uye muri imba yaMwari.