\v 6 Ini ndakasima, Apolo ndokudiridza, asi Mwari ndokukudza. \v 7 Naizvozvo, wanosima, neanodirira, apanachaakaita. Asi ndimwari anokudza .