mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/03/03.txt

1 line
426 B
Plaintext

\v 3 Nekuti imi muchiri wenyama. Nekuti kana muchirarama nechange nekusazwisisana pakati penyu, amusi kurarama munyama, uye nekufamba mundzira yewanhu wenyama ere? \v 4 Asi kana munhu akati: "Ini ndino tewera Paulo," Mumwe zvakare akati: "Ini ndinotewera Apolo", amusikurarama nekuda kwemunhu ere? \v 5 Saka ndiani ko Apolo? uye ndiani ko Paulo? Pakati pawaranda wakatenda, nekuda kwemugowo waakapiwa naShe mumwe nemumwe.