mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/02/12.txt

1 line
284 B
Plaintext

\v 12 Asi isu atina kugamushira mweya wenyika ino, Asi, Mweya unobva kuna Mwari, kuti tiziwe zwenu zwakasunuguka zwatakapowa na Mwari. \v 13 Isu tinotaura neizwi nemasho kuti unjere wawemunhu haufundise, Asi zwatinozidziswa neMweya. Mweya unodudzira mashoko yemweya ne njere dzemweya.