mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/02/06.txt

1 line
261 B
Plaintext

\v 6 Zwino, isu tinotaura nenjere kune wakakwana, asi kwete njere dzenyika ino, kana watongi wwenguwa ino, wakandona. \v 7 Asi tinotaura ne njere dza Mwari ne shokwandi Yakawadzika, njere dzakawadzika, Mwari yakatigadzirira zwino zwisati zwawapo kuti zwibwinye.