mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/02/03.txt

1 line
256 B
Plaintext

\v 3 Ini ndakanga ndinemi pakuneta, nekutya nekutenderera kukuru. \v 4 Shoko rangu nekuparidza kwangu zwanga zwisina mashoko yechenjeri. kunze kweizwi, kuratidza Mweya mutswene ne simba, \v 5 kuti kutenda kwenyu kusawe kwenjere dzewanhu, asi simba ramwari.