mxc-MZ-chimanika_1co_text_reg/02/01.txt

1 line
230 B
Plaintext

\c 2 \v 1 Pandakauya kwamuri, hadina kuya nekugona kutaura kana uchejeri, Kwepamusoro pandakaparidza kwamuri nezwapupu zwaMwari. \v 2 Nekuti ndakati andidi kuziwa Shinhu pandanga ndiri kwamuri, kunze kwaJesu, uye Iye akakomererwa.