\v 31 Asi kudai takazvitswakisisa, tanga tisingatongwi. \v 32 Naizvozvo tino tongwa nashe, nekuti takafundiswa, kuti tisazotongwa pamwe chete nenyika.