Fri Sep 22 2023 13:48:53 GMT+0200 (South Africa Standard Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-09-22 13:48:57 +02:00
commit dbccb65312
52 changed files with 118 additions and 0 deletions

1
03/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 1 Hama, ini ndakanga ndisingagoni kukutaurirai sewanhu wemweya, asi sewanhu wenyama, newana muna Kristo. \v 2 ini ndakakuchengetai nemukaka, kwete nechekuyha, nekuti makanga musati masimba, uye amusati masimba zvakakwana.

1
03/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Nekuti imi muchiri wenyama. Nekuti kana muchirarama nechange nekusazwisisana pakati penyu, amusi kurarama munyama, uye nekufamba mundzira yewanhu wenyama ere? \v 4 Asi kana munhu akati: "Ini ndino tewera Paulo," Mumwe zvakare akati: "Ini ndinotewera Apolo", amusikurarama nekuda kwemunhu ere? \v 5 Saka ndiani ko Apolo? uye ndiani ko Paulo? Pakati pawaranda wakatenda, nekuda kwemugowo waakapiwa naShe mumwe nemumwe.

1
03/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Ini ndakasima, Apolo ndokudiridza, asi Mwari ndokukudza. \v 7 Naizvozvo, wanosima, neanodirira, apanachaakaita. Asi ndimwari anokudza .

1
03/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Naizvozvo, anosima neanodiridza apana musiano, umwe nwume anotambira mubairo nekuda kwebasa rake. \v 9 Nekuti tiri wabati Wamwari. Murimunda waMwari uye muri imba yaMwari.

1
03/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Nekuda kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa semutungamiriri akachengera, ini ndakakhanda dombo rekutanga ndobva ndawaka pamusoro paro. \v 11 Nekuti atingakhandiri dombo parimwe dombo rakhandirwa kare, uye ndiJeso Kristo.

1
03/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Zvino kana munhu achiwaka pamusoro pedombo rekutanga negoridhi, sirivheri mapuwe anopenha, nematanda, neuswa, \v 13 basa raka richaratidzwa, uye kupenya kwezuwa kucharatidza. Nekuti zvicharatidzwa nemoto; Uye moto ucharatidza basa reumwe neumwe zvaakaita.

1
03/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 asi kana basa remumwe rikakunda moto, iye achawa nemubairo. \v 15 Asi, kana basa remumwe rikaswa, acharuza. Iye achaponeswa, asi zvichawa nemadariko emumuto.

1
03/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Amuziwi kuti murithemberi yaMwari uye Mweya waMwari unogara mamuri here? \v 17 Asi kana munhu akaparadza themnber yaMwari, Mwari achamuparadza wo. Nekuti themberi yaMwari ndimi, uye muri watswene.

1
03/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Munhu ngaasazvinyepera. Kana munhu pakati penyu achizviti akachengera muguwa yatiri ino. gaazviite munhu "akapusa", kuti iye awe munhu akachenjera. \v 19 Nekuti uchenjeri wenyika ini kupusa pamberi paMwari. nekuti zvakanyorwa kuti: "Iye ngaazviise mukuchenjera pamazano ake". \v 20 Zvakare: "Ishe wanoziwa kuti pfungwa dzwewakachenjera adzibatsiri".

1
03/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 zwino musazvikudza zvakare pamberi pewanhu! Nekuti zvinhu zvose ngezvenyu, \v 22 angawe Paulo, kana Apolo, kana Cefas, kana nyika, kana upenyu, kana rufu, kana zviro zvatirikuona, kana zvatichaona. zvese ngezvenyu \v 23 uye imi ndimi kristo uye Kristo ndiMawari.

1
07/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 1 Zwino pamusoro pezwamakanyora: "Zwakanaka kuti murume asabate mukadzi". \v 2 Asi nekuda kwe ufewe, murume umwe neumwe anofanira kuwa nemukadzi wake, uye mukadzi umwe neumwe anofanira kuwa nemurume wake.

1
07/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Murume akafanira kupa mukadzi wake kodzero dzakafanira; uye mukadzi akafanira wo kupa murume wake kodzero \v 4 dzakafanira. Mukadzi aana simba pamusoro pemwiri wake, asi simba rine murume wake. saizwozwo murume aana simba pamusoro pemwiri wake, asi simba rine mukadzi wake.

1
07/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Musa dzwinyirirana pakati penyu, kunze kwekuti matenderana kunguwa diki, kuti muwe nenguwa yekunyengetera. Mukapedza, muwezwe pamwe chete. Kuti Satani arege kukuedzai nekuda kwekuchaya kuzwidzora kwenyu. \v 6 Masoko awa andirikukutaurirai awasi mutemo asi kurudziro kwamuri. \v 7 Ini ndaida kuti mose muwe seni; asi umwe neumwe anechipo chaakapiwa na mwari, chimwe nechimwe chakasiana.

1
07/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Ndinokurudzira kuwanhu asati arora nechirikadzi kuti zwakanaka kugara kudaro asina kurora seni. \v 9 Asi kana munhu asingadoni kuzwidzora mwiri wake, zwirinane arore hake nekuti azwibatsiri kuchegeta zwinoda moyo wako.

1
07/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Zwino kune akarora ini ndinoisa mutemo uyu, asi andisini ndi mwari: "Mukadzi azwiti kuti arambane ne murume wake". \v 11 Nekuti kana aramba nemurume wake, afaniri kurorwazwe nemumwe murume, kunze kwekudzokererana nemurume wake. Naizwozwo murume afaniri kurambana ne mukadzi wake.

1
07/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Asi mese ndinokutaurirai izwi, aasi Mwari ataura, ndini ndirikutaura, kana pane hama ine mukadzi asiri mutendi uye mukadzi arikufara nekurarama kwearikuita nemurume wake, ngasarambane nemukadzi wake. \v 13 Kana pane mukadzi anemurume asiri mutendi uye murume arikufara nekurarama kwearikuita ne mukadzi wake, ngasarambe nemurume wake. \v 14 Nekuti murume asingatendi achacheneswa nekuda kwemukadzi wake, kunze kweizwozwo, wana wawo aiwa akaswipa pamberi paMwari, asi chokwadi ariwatswene.

1
07/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Asi kana uyo asingatendi akaramba umwe wake obva aenda, musiye aende. Nekuti hama kana munuguna aumanikidzwe kurarama mararamire iwawo. Asi Mwari akakudana kuti urarame murugare. \v 16 Uye munoziwa sei, iwe mukadzi, kuti uchaponesa murume wako? Ko iwe murume unoziwa sei ukti uchaponesa mukadziwako?

1
07/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Naizwozwo umwe neumwe ngararame upenyu weakapiwa naIshe nekuti ndiwo weaka daidzirwa. Iwu ndiwo murairo wekumakereke wose. \v 18 Anga urimunhu wakachecheudzwa pawakadaidzwa namwari kuti uwemutendi? Ngasa ngasaedze kufisa cuchecheudzwa kwake. Wanga uri munhu aka checheudzwa Mwari pawaka kudaidzwa mukutenda? Naizwozwo usazwichecheudze. \v 19 Naizwozwo kana checheudzwa akuna basa. Chinodiwana kutewera mirairo yaMwari.

1
07/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Umwe neumwe ngarambe akamira maringe kudaidzwa kweakaitwa naMwari mukutende. \v 21 Wanga uri muranda pawakadaidzwa na Mwari? usanetseka nazwo. asi sununguka, zwinoita zwakanaka. \v 22 Kune uya anodaidzwa naMwari se muranda wake, ndimunhu wakasununguka pamberi paIshe. Naizwozwo, uya akasununguka paakadaidzwa mukutende, iye ndimuranda waKristo. \v 23 Imi makatengwa nemutengo, musawa waranda wewanhu. \v 24 Hama zwatanga tiri patakadaidzwa mukutenda, ngatirambe takadaro.

1
07/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Zwino kune waya wasinakumborora, ini andina murairo waIshe. Asi ndinomupai zano rangu semunhu, nengoni dza Ishe, ndino wimbika. \v 26 Naizwozwo ndinofunga kuti nekuda kwechuchikana kurikuwanikwa, zwakanaka kuti munhu agare se zwaari.

1
07/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Iwe une sungano rawakaita mukadzi? usazwiedza kusiana naye. Wakamborambana nemwe mukadzi? usatswake mumwe. \v 28 Asi kana uka rora, auna kuita chitadzo. Uye mukadzi asina kurorwa, akarorwa hana kuita chitadzo. Asi uyo anorora anowa nematabudziko mazinji pakati pekurarama kwawo, ndinokukurudzirai.

1
07/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Asi ndinokutaurirai hama dzangu: Tasara negwa choma, kubva pano kwenda mberi, siyai wane wakadzi nararme se wasina. \v 30 Waya wano chema warame se se wasiri kuchema; Waya wano fara se wasior kufara; Waya waya wanotennga, se wasina kana chinhu; \v 31 Wano ita nezwekutengesa panyika, se wasiri kutengesa; Nekuti nyika yamuri kuwona yakuswika kumagumo.

1
07/32.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 32 Ini ndaida kuti musazowe nekufunganya. nekuti uwo asina kurora akabatikana nezwa Ishei, nekutswaka kumufadza. \v 33 Asi murume akarora akabatikana nezwenyika, nekutswaka kufadza mukadzi wake. \v 34 uye akapatsanurwa. Zwakare mukadzi asina kurorwa kana mhandara akabatikana nezwa Ishe, kuti anowa sei mutswene panyama nepamweya. Asi mukadzi akarorwa akabatika nezwe nyika, nekutswaka kufadza murume wake.

1
07/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Ndirikukutaura izwozwo kuti zwimunakirei, akusi kukumanikidza, Asi zwakanaka kuti munhu awe akabatikana ne zwaIshe usina kuwarairwa.

1
07/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 36 Asi kana munhu achiona kuti asikuitira zvakanaka mhandara yaakaita nayo sungano, kana achiziwa kuti rudo raanaro kvaari rakakura, anofanira kuita zvaanoda. nekuti haasi kutadza; ngarore hake. \v 37 Asi kana iye agutsika ne moyo waken kuti hadi kurora, ngaazvichengetedze pawido zve moyo wake uye wagutsikana unofanira kuita sa izvozvo, anoita zvakanaka. \v 38 Uyo anorora mhandara anoita zvakanaka, asi anotsara kusarora, arikuita zvakanakisisa.

1
07/39.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 39 Mukadzi akabatanidzwa nemurume wake achiri mupenyu. kana murume wake afa, iye akasununguka kurorwa ne umwe murume waanoda, ndi Ishe anotaura izvozvo. \v 40 Asi ini nekuona kwangu, anosununguka zvikuru aka akararama ariega. Ndino funga kuti neni wo ndine mweya waMwari.

1
11/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 1 Iwai watewedzer wangu, se zvandir muKristo. \v 2 zvino imi ndinokurumbidzai nekuda kwekundirangarira mune zvese, uye makabata nemwazvo tsika sedzandanga ndakupai. \v 3 Zvino ndinoda kuti muziwe kuti Kristo musoro wemurume, murume musoro wemukadzi, uye Mwari ndimusoro waKristo. \v 4 Kana chero munhu akanamata kana kuporofita nemusoro wakafukidzwa arikushora musoro wake.

1
11/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Kana chero mukadzi akanamata kana kuporofita nemusoro wake usina kufukidzwa iye arikushora musoro wake; Nekuti zvinoita se musoro wake wakaparwa. \v 6 Kana mukadzi asikafukidzi musoro wake, iye anofanira kugurira bvudzi rake riwe ripfupi, asi kana zviri kumunyadza kuwa nebvudzi raka ripfupi ngaapare rese, kana kuti afukidze musoro wake.

1
11/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Nekuti warume awafanir kuwa nemusoro wakagerwa, sezvo iye mufananidzo mukubwinya kwaMwari. Asi mukadzi kubwinya kwemurume. \v 8 Saka murume haana kuitwa pamukadzi, asi mukadzi akaitwa pamurume.

1
11/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Zvimwezvo murume aana kusikirwa mukadzi asi mukadzi kumurume. \v 10 Naizvozvo mukadzi anofanira kuwa nechiratidzo chemutewo mumusoro make, nekuda kwengirozi.

1
11/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 \v 12 Naizvozvo munaShe mukadzi aana rusununguko kumurume, uye murume aana rusunguko kumukadzi. Naizvozvo sezve mukadzi anobva kumurume, zvimwe chete murume anobvawo kumukadzi. Uye zvinhu zvese zvinobva kuna Mwari.

1
11/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Zvibvundzei pachezvenyu: Zvakafanira kuti mukadzi anamate Mwari nemusoro wake usina kufukidzwa? \v 14 Masikirwe azvo amuna kufundiswa kuti kana murume ane bvudzi rakareba zvinonyadzisa iye? \v 15 Masikirwe azvo amuna kufundiswa kuti mukadzi anebvudzi rakareba, ndiko kubwinya kwake? Nekuti akapiwa bvudzi se chifukidzo. \v 16 Asi kana pane munhu anoda kupikisa nekuda kweizvozvo, isu atina tsika idzodzo, kana kereke yaMwari aina.

1
11/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Nekuda kweizvovo, ini andinokukudzei, nekuti pamunosanga amuite kuti zvinake asi munozvinyanyisa. \v 18 Chekutanga chandazwa ngechekuti, pamuno sangana mukereke, muno patsanurarana pakati penyu, ndinoziwa kuti makaita zvidimbu ne zvidimbu. \v 19 Ninoziwa kuti munoita izvozvo kuti muonekwe naMwari, kuti munoziwa.

1
11/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Nekuti pamuno sangana mukereke achisi chirairo chaShe chamunoyha, chirairo chenyu chamunoyha. \v 21 Pamunosoyha, umwe neumwe anoyha chikafu chake wamwe wasati wayhawo. Umwe anenzara, umwe akutodakwa. \v 22 amuna imba yekuyhira nekumwira here? Murikusiya nezve kereke yaMwari muchichora waya wanotambudzika? murikuda kuti nditaurei? Murikuda kutindimupei makorokoto here? Ini aandikupei makorokoto!

1
11/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Nekuti zvandakapiwa nashe ndizvo zvandakupai, kuti Jeso usiku waakatengeswa, akabata chingwa; \v 24 Paakaropafadza, iye akagura akati: "uyu ndimwiri wangu, wamakapiwa imi. mozoita izvi muchindifunga.

1
11/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Paakawapa chirairo, iye akabata mukombe akati: "Mukombe uyu isungano ritswa neropa rangu. Itai saizvozvo muchindirangarira pese pamunowa iwi". \v 26 Nekuti nguwa dzose pamunoyha chingwa ichi kana kumwa mukombe uyo, murikuparidza kufa kwaShe kuswika adzoka.

1
11/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Naizvozvo, kana munhu achiyha chingwa kana kumwa mukombe waShe zvesina kufanira achawa nemhoswa yemwiri neropa raShe. \v 28 Unofanira kutanga waziwa, wozoyha chingwa kana kumwa mukombe. \v 29 Nekuti uyo anoyha nekumwa asikaziwi kuti zvinorewei mwiri, iye arikumwa kutongwa pamusoro pake. \v 30 Ndosaka aripo pakatipenyu wakaneta, anorhara, uye amwe akatofa.

1
11/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Asi kudai takazvitswakisisa, tanga tisingatongwi. \v 32 Naizvozvo tino tongwa nashe, nekuti takafundiswa, kuti tisazotongwa pamwe chete nenyika.

1
11/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Naizvozvo, Hama dzangu, pamunosangana miriranai paka tipemyu. \v 34 kana pane munhu anenzara, ngayhe kumba kwake kuti musaunganira kutongwa. Nezvandaka nyora, ndichakutaurirai zwekuita ndikaswika.

1
16/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 1 Zvino musengo sengo we watswene, wandakataura iitwe kukereke yeku Gareriya, nemi wo itaiwo. \v 2 Pasondo rekutanga munofanira ku gadzirisa zvimwe muchengete, kuti kusazowe nemusengo pandinoenda.

1
16/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Ndikazo swika, uya wandichatsara, ndiye wandichatumidzira tsamba kuti muende kosiya misengo dzwenyu kuJerusarema. \v 4 Kana zvechita kuti ndiende nemi, ndichaenda nemi.

1
16/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Asi Kana ndikaenda kozosangana nemi ikoko ndichatadarika neku makadhonia, asi ndichadarika neko kumakadonia. \v 6 Ndinofunga kuti ndichawa nemi kutswika nguwa yechando yadarika, kuti mugondibatsira kwese kwandino enda parwendo randiri naro.

1
16/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Nekuti andidi kuwa nemi kwenguwa idiki, Ishe akada, ndinoda kuwa nemi kunguwa yakareba. \v 8 Asi ndichagara kuwayefeso kuswika pa zuwa rependakosti, \v 9 nekuti pavurwa musuwo kwandiri wakakura uye wakanaka, uyezwe kunewawengi akawandisa.

1
16/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Uye kana Timotio aswika, mubatei zvakanaka kuti iye awe nemi asingatwe, nekuti iye arikuiota masa raShe, se ini. \v 11 Naizvozvo musamushore. Asi fambai naye muruga kuti auye kwandiri, nekuti ndakakumirirai pamwe chete naye. \v 12 Asi kuhama yedu Apolo, ndakamusimbisa mukuchinga kuti ayende kunochanya nehama, asi aramba kwenda nekukasika. asihazvo, akaona guwa achaenda.

1
16/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Rindai, iwai makasimba pakutenda, iwai makachinga. \v 14 Zvese zvamunoita itai nerudo.

1
16/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Imi munoziwa kuti wekwa Stefana ndiwo wakatanga kutendeuka ku Akaya uye akawimbika pamabasa ewatswene. Zvino ndinokukurudzirai, hama dzangu, \v 16 kuti muswiise pasi pawanhu awa uye zvamuno chanda zvinotibatsira.

1
16/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 ini ndinofara nekuuya kwaStefana, naFortunato naAkaiako. Nekuti Iwo wandiitira zwamanga musingagoni kundiitira pamaka buda. \v 18 Nekuti wakazorodza mweya wangu newenyu. Naizvozvo kudzai anhu akadai.

1
16/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Makereke ekuAsia anokukwadzisai munaShe, se kherekhe iri kuguta kwawo. \v 20 Hama dzose dzinokukwadzisai. Kwadzisanai pakati penyu nekutsoda kweutswene.

1
16/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Ini, Pauro, ndinonyora ne mokodzangu: \v 22 Kana munhu asingadi Ishe, ngaatukwe. Ishe Jesu anouya! \v 23 Nyasha dzaShe Jesu dziwe nemi. \v 24 Rudo rwangu ngariwe nemwi mese nuna Jesu Kristo.

39
LICENSE.md Normal file
View File

@ -0,0 +1,39 @@
## Creative Commons Attribution-ShareAlike 4.0 International
### Human-Readable Summary
The Creative Commons Attribution-Share Alike 4.0 International License is available at
http://creativecommons.org/licenses/by-sa/4.0/.
#### This is a human-readable summary of (and not a substitute for) the License.
### You are free to:
* **Share** — copy and redistribute the material in any medium or format.
* **Adapt** — remix, transform, and build upon the material for any purpose, even commercially.
The licensor cannot revoke these freedoms as long as you follow the license terms.
### Under the following terms:
* **Attribution** —You must give appropriate credit, provide a link to the license, and indicate if changes were made. You may do so in any reasonable manner, but not in any way that suggests the licensor endorses you or your use.
* **ShareAlike** — If you remix, transform, or build upon the material, you must distribute your contributions under the same license as the original.
* **No additional restrictions** — You may not apply legal terms or technological measures that legally restrict others from doing anything the license permits.
### Notices:
* You do not have to comply with the license for elements of the material in the public domain or where your use is permitted by an applicable exception or limitation.
* No warranties are given. The license may not give you all of the permissions necessary for your intended use. For example, other rights such as publicity, privacy, or moral rights may limit how you use the material.
This PDF was generated using Prince (https://www.princexml.com/).

1
front/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
1 Corinthians

29
manifest.json Normal file
View File

@ -0,0 +1,29 @@
{
"package_version": 6,
"format": "usfm",
"generator": {
"name": "ts-desktop",
"build": "195"
},
"target_language": {
"id": "mxc-MZ-chimanika",
"name": "Chimanika",
"direction": "ltr"
},
"project": {
"id": "1co",
"name": "1 Corinthians"
},
"type": {
"id": "text",
"name": "Text"
},
"resource": {
"id": "reg",
"name": "Regular"
},
"source_translations": [],
"parent_draft": {},
"translators": [],
"finished_chunks": []
}