Wed Dec 06 2023 12:37:10 GMT+0000 (Western European Standard Time)

This commit is contained in:
Itai_Viegas 2023-12-06 12:37:10 +00:00
commit 886573d46a
131 changed files with 277 additions and 7 deletions

1
02/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 2 \v 1 Pandakauya kwamuri, hadina kuya nekugona kutaura kana uchejeri, Kwepamusoro pandakaparidza kwamuri nezwapupu zwaMwari. \v 2 Nekuti ndakati andidi kuziwa Shinhu pandanga ndiri kwamuri, kunze kwaJesu, uye Iye akakomererwa.

1
02/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Ini ndakanga ndinemi pakuneta, nekutya nekutenderera kukuru. \v 4 Shoko rangu nekuparidza kwangu zwanga zwisina mashoko yechenjeri. kunze kweizwi, kuratidza Mweya mutswene ne simba, \v 5 kuti kutenda kwenyu kusawe kwenjere dzewanhu, asi simba ramwari.

1
02/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Zwino, isu tinotaura nenjere kune wakakwana, asi kwete njere dzenyika ino, kana watongi wwenguwa ino, wakandona. \v 7 Asi tinotaura ne njere dza Mwari ne shokwandi Yakawadzika, njere dzakawadzika, Mwari yakatigadzirira zwino zwisati zwawapo kuti zwibwinye.

1
02/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Apana watongi wenyika ino waziya njere idzi, Nekuti ndai wakaziwa panguwa iyo, Iwo wakanga wasiga komerere Jesu anobwinya. \v 9 Asi sezwakanyorwa: ''Shinhu shisina kuwoneka nemadziso, kunyagwe zwisina kudzwika nenzewe, apana pfugwa dzakazwifunga, Ndizwo izwi Mwari zwaakagadzira kune wanomuda''.

1
02/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Izwi ndizwo zwinhu Mwari zwaakatiratidza kwatiri nekuda KweMweya. Nekuti Mweya unonzwera zwose, kunyagwe zwinhu zwakadzika zwaMwari. \v 11 Nekuti ndiani anoziwa pfugwa dzemunhu kunze kwekuti mweya uri mune munhu? Nekudaro apana anoziwawo zwinhu zwakadzika dzaMwari Kunze kwaMwaya waMwari.

1
02/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Asi isu atina kugamushira mweya wenyika ino, Asi, Mweya unobva kuna Mwari, kuti tiziwe zwenu zwakasunuguka zwatakapowa na Mwari. \v 13 Isu tinotaura neizwi nemasho kuti unjere wawemunhu haufundise, Asi zwatinozidziswa neMweya. Mweya unodudzira mashoko yemweya ne njere dzemweya.

1
02/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Ndiani asiri wemweya ngasagamushire zwaMweya waMwari, Nekuti upedzi Kwaari. Afaniri kunzwisisa asi zwinonzwisiswa ne mweya. \v 15 WeMweya anotonga zwese, Asi iye afaniri kutonga amwe. \v 16 ''Nekuti ndiani anoziwa pfugwa dzaIshe, amufundise?'' Asi isu tine pfugwa dzaKristu.

1
02/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 2

1
03/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 3 \v 1 Hama, ini ndakanga ndisingagoni kukutaurirai sewanhu wemweya, asi sewanhu wenyama, newana muna Kristo. \v 2 ini ndakakuchengetai nemukaka, kwete nechekuyha, nekuti makanga musati masimba, uye amusati masimba zvakakwana.

1
03/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Nekuti imi muchiri wenyama. Nekuti kana muchirarama nechange nekusazwisisana pakati penyu, amusi kurarama munyama, uye nekufamba mundzira yewanhu wenyama ere? \v 4 Asi kana munhu akati: "Ini ndino tewera Paulo," Mumwe zvakare akati: "Ini ndinotewera Apolo", amusikurarama nekuda kwemunhu ere? \v 5 Saka ndiani ko Apolo? uye ndiani ko Paulo? Pakati pawaranda wakatenda, nekuda kwemugowo waakapiwa naShe mumwe nemumwe.

1
03/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Ini ndakasima, Apolo ndokudiridza, asi Mwari ndokukudza. \v 7 Naizvozvo, wanosima, neanodirira, apanachaakaita. Asi ndimwari anokudza .

1
03/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Naizvozvo, anosima neanodiridza apana musiano, umwe nwume anotambira mubairo nekuda kwebasa rake. \v 9 Nekuti tiri wabati Wamwari. Murimunda waMwari uye muri imba yaMwari.

1
03/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Nekuda kwenyasha dzaMwari dzandakapiwa semutungamiriri akachengera, ini ndakakhanda dombo rekutanga ndobva ndawaka pamusoro paro. \v 11 Nekuti atingakhandiri dombo parimwe dombo rakhandirwa kare, uye ndiJeso Kristo.

1
03/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Zvino kana munhu achiwaka pamusoro pedombo rekutanga negoridhi, sirivheri mapuwe anopenha, nematanda, neuswa, \v 13 basa raka richaratidzwa, uye kupenya kwezuwa kucharatidza. Nekuti zvicharatidzwa nemoto; Uye moto ucharatidza basa reumwe neumwe zvaakaita.

1
03/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 asi kana basa remumwe rikakunda moto, iye achawa nemubairo. \v 15 Asi, kana basa remumwe rikaswa, acharuza. Iye achaponeswa, asi zvichawa nemadariko emumuto.

1
03/16.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 16 Amuziwi kuti murithemberi yaMwari uye Mweya waMwari unogara mamuri here? \v 17 Asi kana munhu akaparadza themnber yaMwari, Mwari achamuparadza wo. Nekuti themberi yaMwari ndimi, uye muri watswene.

1
03/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Munhu ngaasazvinyepera. Kana munhu pakati penyu achizviti akachengera muguwa yatiri ino. gaazviite munhu "akapusa", kuti iye awe munhu akachenjera. \v 19 Nekuti uchenjeri wenyika ini kupusa pamberi paMwari. nekuti zvakanyorwa kuti: "Iye ngaazviise mukuchenjera pamazano ake". \v 20 Zvakare: "Ishe wanoziwa kuti pfungwa dzwewakachenjera adzibatsiri".

1
03/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 zwino musazvikudza zvakare pamberi pewanhu! Nekuti zvinhu zvose ngezvenyu, \v 22 angawe Paulo, kana Apolo, kana Cefas, kana nyika, kana upenyu, kana rufu, kana zviro zvatirikuona, kana zvatichaona. zvese ngezvenyu \v 23 uye imi ndimi kristo uye Kristo ndiMawari.

1
03/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 3

1
05/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 5 \v 1 Isu takazwa kuti pakati penyu parikutwa ufewe, ufewe unotenderwa newahedeni. Tanzwa kuti umwe wenyu arikuwata nemudzimai wababa wake. \v 2 Munozwitutumadza imi! kunze kweizwi, musafaniri yenyu kuchema? ita izwi anofanira kubviswa pakati penyu!

1
05/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Nekuti, kunyagwe ndisipo panyama ndiripo pamweya, ndakapo tonga uya akaita izwi, ndai ndiripo. \v 4 Mukawugana ne zita raJesu Kristu wedu, uye mweya wangu wakanga ndiripo nesimba raIshe Jesu Kristu wedu, \v 5 Ndapaka Murume uyo kuna Satani kuti aparadzwe nyama, naizwozwo mweya wake uchaponeswa muzuwa raIshe.

1
05/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Kuzwikudza kwenyu akuna kunaka. Hamusiziwe here Kuti mbiriso ikachomeka inowirasa mukanyiwa wose? \v 7 Chenesai mbiriso yekare kuti mugowe mukanyiwa itsva shisina mbiriso, sezwamuri shaizwo, nekuti Kristu gwayana yedu ye pasika, akabairwa. \v 8 Naizwozwo, ngatiitei mutambo, kwete ne mbiriso yekare, mbiriso yepfugwa dzakaipa ndezwakaipa, asi nechigwa shisina mbiriso nekururama nezweshokwandi.

1
05/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Ndakakunyorerai tsamba yangu kuti murege kufanana nemhombwe. \v 10 Adisi kurewa wanhu wenyika ino wanoita upombwe, kana kuti wanokara mare, namakororo, kana wanonamata zwifananidzo, kuti uwe kure nayo unofanira kubuda munyika.

1
05/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Asi zwino ndirikukunyorerai kuti musabatana newaya wanonzi hama, asi arikurarama muwopobwe, kana kuti anokara mare, kana kuti wanonamata zwimufananidzo, kana gororo kana kuti chidhakwa kana mutuki. Munhu akadaro musayha naye. \v 12 Nekuti ibasa rangu here rekutonga waya warikunze kwe chechi? kunze kweizwi, musatonge waya warimukati mechechi? \v 13 Asi Mwari anotonga waya warikunze kwechechi: ''bvisai wanhu wakaipa pakati penyu''.

View File

@ -1 +1,5 @@
Chitsauko 6
<<<<<<< HEAD
Chitsauko 6
=======
Chitsauko 5
>>>>>>> 8ebddfb6b2f42affb7a506da8393a9d8f569e6b5

1
07/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 7 \v 1 Zwino pamusoro pezwamakanyora: "Zwakanaka kuti murume asabate mukadzi". \v 2 Asi nekuda kwe ufewe, murume umwe neumwe anofanira kuwa nemukadzi wake, uye mukadzi umwe neumwe anofanira kuwa nemurume wake.

1
07/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Murume akafanira kupa mukadzi wake kodzero dzakafanira; uye mukadzi akafanira wo kupa murume wake kodzero \v 4 dzakafanira. Mukadzi aana simba pamusoro pemwiri wake, asi simba rine murume wake. saizwozwo murume aana simba pamusoro pemwiri wake, asi simba rine mukadzi wake.

1
07/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Musa dzwinyirirana pakati penyu, kunze kwekuti matenderana kunguwa diki, kuti muwe nenguwa yekunyengetera. Mukapedza, muwezwe pamwe chete. Kuti Satani arege kukuedzai nekuda kwekuchaya kuzwidzora kwenyu. \v 6 Masoko awa andirikukutaurirai awasi mutemo asi kurudziro kwamuri. \v 7 Ini ndaida kuti mose muwe seni; asi umwe neumwe anechipo chaakapiwa na mwari, chimwe nechimwe chakasiana.

1
07/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Ndinokurudzira kuwanhu asati arora nechirikadzi kuti zwakanaka kugara kudaro asina kurora seni. \v 9 Asi kana munhu asingadoni kuzwidzora mwiri wake, zwirinane arore hake nekuti azwibatsiri kuchegeta zwinoda moyo wako.

1
07/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Zwino kune akarora ini ndinoisa mutemo uyu, asi andisini ndi mwari: "Mukadzi azwiti kuti arambane ne murume wake". \v 11 Nekuti kana aramba nemurume wake, afaniri kurorwazwe nemumwe murume, kunze kwekudzokererana nemurume wake. Naizwozwo murume afaniri kurambana ne mukadzi wake.

1
07/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Asi mese ndinokutaurirai izwi, aasi Mwari ataura, ndini ndirikutaura, kana pane hama ine mukadzi asiri mutendi uye mukadzi arikufara nekurarama kwearikuita nemurume wake, ngasarambane nemukadzi wake. \v 13 Kana pane mukadzi anemurume asiri mutendi uye murume arikufara nekurarama kwearikuita ne mukadzi wake, ngasarambe nemurume wake. \v 14 Nekuti murume asingatendi achacheneswa nekuda kwemukadzi wake, kunze kweizwozwo, wana wawo aiwa akaswipa pamberi paMwari, asi chokwadi ariwatswene.

1
07/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Asi kana uyo asingatendi akaramba umwe wake obva aenda, musiye aende. Nekuti hama kana munuguna aumanikidzwe kurarama mararamire iwawo. Asi Mwari akakudana kuti urarame murugare. \v 16 Uye munoziwa sei, iwe mukadzi, kuti uchaponesa murume wako? Ko iwe murume unoziwa sei ukti uchaponesa mukadziwako?

1
07/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Naizwozwo umwe neumwe ngararame upenyu weakapiwa naIshe nekuti ndiwo weaka daidzirwa. Iwu ndiwo murairo wekumakereke wose. \v 18 Anga urimunhu wakachecheudzwa pawakadaidzwa namwari kuti uwemutendi? Ngasa ngasaedze kufisa cuchecheudzwa kwake. Wanga uri munhu aka checheudzwa Mwari pawaka kudaidzwa mukutenda? Naizwozwo usazwichecheudze. \v 19 Naizwozwo kana checheudzwa akuna basa. Chinodiwana kutewera mirairo yaMwari.

1
07/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Umwe neumwe ngarambe akamira maringe kudaidzwa kweakaitwa naMwari mukutende. \v 21 Wanga uri muranda pawakadaidzwa na Mwari? usanetseka nazwo. asi sununguka, zwinoita zwakanaka. \v 22 Kune uya anodaidzwa naMwari se muranda wake, ndimunhu wakasununguka pamberi paIshe. Naizwozwo, uya akasununguka paakadaidzwa mukutende, iye ndimuranda waKristo. \v 23 Imi makatengwa nemutengo, musawa waranda wewanhu. \v 24 Hama zwatanga tiri patakadaidzwa mukutenda, ngatirambe takadaro.

1
07/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Zwino kune waya wasinakumborora, ini andina murairo waIshe. Asi ndinomupai zano rangu semunhu, nengoni dza Ishe, ndino wimbika. \v 26 Naizwozwo ndinofunga kuti nekuda kwechuchikana kurikuwanikwa, zwakanaka kuti munhu agare se zwaari.

1
07/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Iwe une sungano rawakaita mukadzi? usazwiedza kusiana naye. Wakamborambana nemwe mukadzi? usatswake mumwe. \v 28 Asi kana uka rora, auna kuita chitadzo. Uye mukadzi asina kurorwa, akarorwa hana kuita chitadzo. Asi uyo anorora anowa nematabudziko mazinji pakati pekurarama kwawo, ndinokukurudzirai.

1
07/29.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 29 Asi ndinokutaurirai hama dzangu: Tasara negwa choma, kubva pano kwenda mberi, siyai wane wakadzi nararme se wasina. \v 30 Waya wano chema warame se se wasiri kuchema; Waya wano fara se wasior kufara; Waya waya wanotennga, se wasina kana chinhu; \v 31 Wano ita nezwekutengesa panyika, se wasiri kutengesa; Nekuti nyika yamuri kuwona yakuswika kumagumo.

1
07/32.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 32 Ini ndaida kuti musazowe nekufunganya. nekuti uwo asina kurora akabatikana nezwa Ishei, nekutswaka kumufadza. \v 33 Asi murume akarora akabatikana nezwenyika, nekutswaka kufadza mukadzi wake. \v 34 uye akapatsanurwa. Zwakare mukadzi asina kurorwa kana mhandara akabatikana nezwa Ishe, kuti anowa sei mutswene panyama nepamweya. Asi mukadzi akarorwa akabatika nezwe nyika, nekutswaka kufadza murume wake.

1
07/35.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 35 Ndirikukutaura izwozwo kuti zwimunakirei, akusi kukumanikidza, Asi zwakanaka kuti munhu awe akabatikana ne zwaIshe usina kuwarairwa.

5
07/36.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,5 @@
<<<<<<< HEAD
\v 36 Asi kana munhu achiona kuti asikuitira zvakanaka mhandara yaakaita nayo sungano, kana achiziwa kuti rudo raanaro kvaari rakakura, anofanira kuita zvaanoda. nekuti haasi kutadza; ngarore hake. \v 37 Asi kana iye agutsika ne moyo waken kuti hadi kurora, ngaazvichengetedze pawido zve moyo wake uye wagutsikana unofanira kuita sa izvozvo, anoita zvakanaka. \v 38 Uyo anorora mhandara anoita zvakanaka, asi anotsara kusarora, arikuita zvakanakisisa.
=======
\v 36 Asi kana munhu achiona kuti asikuitira zvakanaka mhandara yaakaita nayo sungano, kana achiziwa kuti rudo raanaro kvaari rakakura, anofanira kuita zvaanoda. nekuti haasi kutadza; ngarore hake. \v 37 Asi kana iye agutsika ne moyo waken kuti hadi kurora, ngaazvichengetedze pawido zve moyo wake uye wagutsikana unofanira kuita sa izvozvo, anoita zvakanaka. \v 38 Uyo anorora mhandara anoita zvakanaka, asi anotsara kusarora, arikuita zvakanakisisa.
>>>>>>> 6c71cb68814c7efab64fa1ddf307dd035d88eec6

1
07/39.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 39 Mukadzi akabatanidzwa nemurume wake achiri mupenyu. kana murume wake afa, iye akasununguka kurorwa ne umwe murume waanoda, ndi Ishe anotaura izvozvo. \v 40 Asi ini nekuona kwangu, anosununguka zvikuru aka akararama ariega. Ndino funga kuti neni wo ndine mweya waMwari.

1
07/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Tchitsauko 7

1
08/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 8 \v 1 Zwino, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti ''tose tinoruziwo''. Kuziya kunowisa, asi rudo renowaka. \v 2 Kana munhu achifuga kuti anoziwa chinhu, asi munhu uyu aziwe zwaifanira kuziya. \v 3 Asi kana munhu achida Mwari, munhu uyu anozikanwa Naye.

1
08/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Naizwozwo, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti '' Chifananidzo panyika ino achisi chiro'', uye '' akuna Mwari asiri mwari umwe chete''. \v 5 Nekuti kune wanonzi wana mwari, kungawe kudenga kana panyika, kune wajinji ''wana mwari'' uye wajinji ''wana ishe''. \v 6 Asi isu tina ''Mwari umwe chete, uye Baba, zwinhu zwese zwakabva paari, uye tinoraramira ani, Uye umwe chete Ishe Jesu Kristu, zwinhu zwese zwakawepo nekubudikidza naye, uye isu tinorarama nekubudikidzira naye''.

1
08/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Awasi ose wano wanoziwa izwi. Amwe anhu wachiriwakabatwa nezwifananidzo, wanoyha chikafu ichi wachibayiro chifananidzo. pfugwa dzawo dzakatapurirwa nekuti wakaneta.

1
08/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Asi achisi chikafu chinotiswitsa pamberi paMwari. Atina kuipa kana tayha uye atinatse kana tayha. \v 9 Asi gwarirai kuti rusunuguko renyu rirege kuwa chiguboso kune waya wasina simba pakutenda. \v 10 Kana munhu akauya kwamuri, ane ruziwo achiyha chikafu mu kereke yemufananidzo, kuneta kwepfugwa kuswisimbisa kuyha zwinobayirwa kuzwimufananidzo?

1
08/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Naizwozwo, nekuda kwepfugwa yenyu pachokwandi pakurarama zwimufananidzo, asina simba, hama Kristu dzaakafira, uye akaparadzwa. \v 12 Nokudaro wakatadzira hama yako, kumutonisa ne pfugwa dzakaneta, watadzira Kristu. \v 13 Naizwozwo kana chikafu chinoita kuti hama yangu itadze, ini andiye nyama zwekare, kuti ndiite kuti hama yangu itadze.

1
08/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 8

1
09/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 9 \v 1 Hadina kusununguka here? handisi muwapostora here? Ini adina kuwona Jesu Ishe wedu here? Imi amusi chibereko chebasa rangu here? \v 2 Kunyangwe ndiri muwapostora kune amwwe, zwirokwazwo ndiri kwamuri, nokuti imi muri simbiso rewapostora wangu munaIshe.

1
09/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Uku ndiko kuzwidawirira kwangukuna awo wanondigarira matare. \v 4 Hatina kudzero kuyha kana kuwa here? \v 5 Hatina kudzrero yekutora mukadzi mutende, kunge zwinoita amwe wapostora, uye hama dzaIshe na Kefas? \v 6 Kana kuti ndini chete na Banabas tinofanira kuchada?

1
09/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Ndianiko angarwa hondo achizwiripira mubairo? Ndianiko anosima munda wemuzambiringa uye asingayhi mazwambiringa acho? Kana kuti ndianiko anedaga asinganwi mukaka wacho? \v 8 Ndinotaura izwi nekuda kwesimba rewanhu? Murairo aurewe zwimwechete here?

1
09/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Nekuti zwakanyorwa mumitemo yaMozisi: ''Usasunga muromo wemombe kana uchipura zwiyo''. Mwari ane anya nemombe here? \v 10 Zwirokwazwo anotaura izwi kwatiri azwisizwo Here? zwakanyorwa nesu, kana murimi achirima nemupuri achipura, anofanira kuita izwi netariro yekuti achagowerwawo gohwo. \v 11 Takasima zwinhu zwemweya matiri, tinogawa chinhu chikuru here kana tichakowa zwinhu zwenyu zwenyama?

1
09/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Kana amwe anekudzero iyi yekuwana rubatsiro kubva kwamuri? Atifaniri kuwana zwikuru here, isu atishandisi kudzero iyi, asi tinotambudzika pane zwose kuti tirege kukanganisa vhangeri yaKristu. \v 13 Imi amuziwi here kuti uya anoshandira mutembere, anogamuchira chikafu mutembere? Uye uya anoshanda muaritar anopuwawo zwinobva paaritar? \v 14 Saizwozwo, Ishe wakaraira kuti uya anoparidza shoko anofanira kurarama mushoko

1
09/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Ini adina kufisa kudzero izwi. Uye adina kunyora zwinhu izwi kuti zwiitwe neni. Zwiri nani kuti ndife pane kuti umwe munhu anditorera ichi chandinozwirumbidza nacho. \v 16 Nekuti kana ndichiparidza shoko, andizwikudze, nekuti ndinosugirwa kuti ndiparidze. ndine nhamo kana ndisigaparidze vhangeri!

1
09/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Nekuti kana ndichiita izwi kuda kwangu, ndine mubairo; asi kana kuri nekusada kwangu, ndirikungupowa zwinhu izwi kuti ndiite. \v 18 Ndiwopiko mubairo wangu? Pandinoparidza, ndinogona kukupai vhangeri pasi mubadaro, uye adiite izwi nekodzero yangu.

1
09/19.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 19 Kunyangwe ndakasunuguka pazwese, ndiitei muranda wewese, kuti ndiwane wajinji kwazo. \v 20 Kune waJudas ndakazwiita muJuda, kuti ndiwane waJuda. Uya aripasi pemutemo, ndakazwiita semunhu aripasi pemutemo, kuti ndiwawane pamutemo.

1
09/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Kune waya wasina mutemo, ndakazwiita kunge munhu asi mutemo, kunyangwe ndisina mutemo yaMwari, asi nemutemo waKristu. Ini ndakaiita izvi kuti ndiwane wanhu wasina mutemo. \v 22 Kune wakaneta nakazviita ndakaneta, kuti ndiwane uya akaneta. Ini ndakazvichadura kuita wanhu wese kuti ndiwane wajinji, kuti ndiponese wajinji. \v 23 Uye ini ndinoita zvose nekuda kwevhageri, kuti ndiwepowo paropafadzo.

1
09/24.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 24 Hamuziwe here kuti panhangemutange wanhu wese wanomanya, asi umwe chete ndiye anopowa mubairo? saka ndirikumanya kuti ndiwane mubairo. \v 25 Wanhu wese wanopida mumutambo wanozvirowedza zvakaoma. Iwo wanoita izvi kuti wasarunze korona inoparara, asi isu tinomanyira kuti tiwane korona insigapere. \v 27 Naizvozvo, hadimanye ndisina ramagwana, andirwe ndichirowa mhepo; \v 26 asi ndinoweredzera mmwiri wangu ndinouita murand, kuitirei kuti mushure mukunge ndapedza kuparidzira amwe, ini pachangu ndirige kushaya mubairo.

1
09/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 9

View File

@ -1 +1,5 @@
\c 10 \v 1 Ndinoda kuti muziye, hama dzangu, madzibaba wedu wese wanga wari pasi pemakore, wese wakambhira gungwa. \v 2 Wese wakabhabhatidzwa na Mozisi mumakore nemugungwa, \v 3 Wese wakayha chikafu chimwecho chemweya, \v 4 Wese wakamwa zwekumwa padombo remweya. Rakawatewera dhombo iroro rakawatewera, ranga riri Kristu.
<<<<<<< HEAD
\c 10 \v 1 Ndinoda kuti muziye, hama dzangu, madzibaba wedu wese wanga wari pasi pemakore, wese wakambhira gungwa. \v 2 Wese wakabhabhatidzwa na Mozisi mumakore nemugungwa, \v 3 Wese wakayha chikafu chimwecho chemweya, \v 4 Wese wakamwa zwekumwa padombo remweya. Rakawatewera dhombo iroro rakawatewera, ranga riri Kristu.
=======
\c 10
>>>>>>> 8ebddfb6b2f42affb7a506da8393a9d8f569e6b5

1
11/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 11 \v 1 Iwai watewedzer wangu, se zvandir muKristo. \v 2 zvino imi ndinokurumbidzai nekuda kwekundirangarira mune zvese, uye makabata nemwazvo tsika sedzandanga ndakupai. \v 3 Zvino ndinoda kuti muziwe kuti Kristo musoro wemurume, murume musoro wemukadzi, uye Mwari ndimusoro waKristo. \v 4 Kana chero munhu akanamata kana kuporofita nemusoro wakafukidzwa arikushora musoro wake.

1
11/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Kana chero mukadzi akanamata kana kuporofita nemusoro wake usina kufukidzwa iye arikushora musoro wake; Nekuti zvinoita se musoro wake wakaparwa. \v 6 Kana mukadzi asikafukidzi musoro wake, iye anofanira kugurira bvudzi rake riwe ripfupi, asi kana zviri kumunyadza kuwa nebvudzi raka ripfupi ngaapare rese, kana kuti afukidze musoro wake.

1
11/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Nekuti warume awafanir kuwa nemusoro wakagerwa, sezvo iye mufananidzo mukubwinya kwaMwari. Asi mukadzi kubwinya kwemurume. \v 8 Saka murume haana kuitwa pamukadzi, asi mukadzi akaitwa pamurume.

1
11/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Zvimwezvo murume aana kusikirwa mukadzi asi mukadzi kumurume. \v 10 Naizvozvo mukadzi anofanira kuwa nechiratidzo chemutewo mumusoro make, nekuda kwengirozi.

1
11/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 \v 12 Naizvozvo munaShe mukadzi aana rusununguko kumurume, uye murume aana rusunguko kumukadzi. Naizvozvo sezve mukadzi anobva kumurume, zvimwe chete murume anobvawo kumukadzi. Uye zvinhu zvese zvinobva kuna Mwari.

1
11/13.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 13 Zvibvundzei pachezvenyu: Zvakafanira kuti mukadzi anamate Mwari nemusoro wake usina kufukidzwa? \v 14 Masikirwe azvo amuna kufundiswa kuti kana murume ane bvudzi rakareba zvinonyadzisa iye? \v 15 Masikirwe azvo amuna kufundiswa kuti mukadzi anebvudzi rakareba, ndiko kubwinya kwake? Nekuti akapiwa bvudzi se chifukidzo. \v 16 Asi kana pane munhu anoda kupikisa nekuda kweizvozvo, isu atina tsika idzodzo, kana kereke yaMwari aina.

1
11/17.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 17 Nekuda kweizvovo, ini andinokukudzei, nekuti pamunosanga amuite kuti zvinake asi munozvinyanyisa. \v 18 Chekutanga chandazwa ngechekuti, pamuno sangana mukereke, muno patsanurarana pakati penyu, ndinoziwa kuti makaita zvidimbu ne zvidimbu. \v 19 Ninoziwa kuti munoita izvozvo kuti muonekwe naMwari, kuti munoziwa.

1
11/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Nekuti pamuno sangana mukereke achisi chirairo chaShe chamunoyha, chirairo chenyu chamunoyha. \v 21 Pamunosoyha, umwe neumwe anoyha chikafu chake wamwe wasati wayhawo. Umwe anenzara, umwe akutodakwa. \v 22 amuna imba yekuyhira nekumwira here? Murikusiya nezve kereke yaMwari muchichora waya wanotambudzika? murikuda kuti nditaurei? Murikuda kutindimupei makorokoto here? Ini aandikupei makorokoto!

1
11/23.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 23 Nekuti zvandakapiwa nashe ndizvo zvandakupai, kuti Jeso usiku waakatengeswa, akabata chingwa; \v 24 Paakaropafadza, iye akagura akati: "uyu ndimwiri wangu, wamakapiwa imi. mozoita izvi muchindifunga.

1
11/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Paakawapa chirairo, iye akabata mukombe akati: "Mukombe uyu isungano ritswa neropa rangu. Itai saizvozvo muchindirangarira pese pamunowa iwi". \v 26 Nekuti nguwa dzose pamunoyha chingwa ichi kana kumwa mukombe uyo, murikuparidza kufa kwaShe kuswika adzoka.

1
11/27.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 27 Naizvozvo, kana munhu achiyha chingwa kana kumwa mukombe waShe zvesina kufanira achawa nemhoswa yemwiri neropa raShe. \v 28 Unofanira kutanga waziwa, wozoyha chingwa kana kumwa mukombe. \v 29 Nekuti uyo anoyha nekumwa asikaziwi kuti zvinorewei mwiri, iye arikumwa kutongwa pamusoro pake. \v 30 Ndosaka aripo pakatipenyu wakaneta, anorhara, uye amwe akatofa.

1
11/31.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 31 Asi kudai takazvitswakisisa, tanga tisingatongwi. \v 32 Naizvozvo tino tongwa nashe, nekuti takafundiswa, kuti tisazotongwa pamwe chete nenyika.

1
11/33.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 33 Naizvozvo, Hama dzangu, pamunosangana miriranai paka tipemyu. \v 34 kana pane munhu anenzara, ngayhe kumba kwake kuti musaunganira kutongwa. Nezvandaka nyora, ndichakutaurirai zwekuita ndikaswika.

1
11/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 11

1
12/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 12 \v 1 Nekuda kwezvipo , hama, hadidi kuti muwe musigaziwe. \v 2 Munoziwa kuti pakanga muri wahedeni, maitorwa nezvimufananidzo zvisingataure. \v 3 Naizvozvo ndinoda kuti muziwe kuti awasi wese wane Mweya waMwari wanogona kuti: ';Jesu ngaatukwe''. Uye apana anoti: ''Jesu ndiIshe'', kunze kweMweya mutswene.

1
12/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Zvino, zvipo zvakasiyana, asi Mweya umwe. \v 5 kana kushumira kwakasiyana, asi Ishe ndemumwe. \v 6 Uye kune basa akanasiya, asi Mwari ndimumwe zvinoita kugoni wezvose.

1
12/07.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 7 Chimwe ne chimwe chene machandiro acho zvisinga oneke neMweya kuti ibatsire zvose. \v 8 Nekuti umwe anopuwa neMweya shoko rouchenjere, mumwe shoko rokuziwa noMweya umwe chete.

1
12/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Umwe kutenda ne Mweya umwe chete, uye amwe zvipo zvekuponesa, uye amwe, \v 10 zvipo zvesimba, uye amwe, chiporofita, uye amwe, kuzvisisa Mweya, uye amwe, kutaura nedimi tsakasiyanasiyana, uye amwe kududzira ndimi. \v 11 Asi Mweya umwe chete unoshada kwese, wachipa zvipo kune umwe ne umwe,zvanoda.

1
12/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Nekuti, mwiri chinhu chimwechete mitenzo mijinji uye yese mitenzo yemwiri umwe chete, ndzvo zvakaita Kristu. \v 13 Nekuti, Mweya umwe chete, tese takababatidzwa mumwiri imwe chete: kunyangwe uri mujuda, kana kuti magirike; kana kuti musugwa, kana kuti akasunuguka; uye wese wakaitwa kuti amwe Mweya umwe chete.

1
12/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Nekuti mwiri hausi mitenzo umwe chete, asi zvakawanda. \v 15 Kana mukubo achiti: ''Sezvo inini andisi moko, ini adisi chikamu chimwiri'', Haruganrigi kuwa chikamu chimwiri nekuda kwe chikamu ichi. \v 16 Uye kana nzewe ikati: ''Nekuti ini adisi ziso, ini adisi chikamu chemwiri'', harurege kuya chikamu chemwiri. \v 17 Ndai mwiri ose uri dziso, nzewe ndai irikupi? Ndai mwiri wese urinzewe, kunuwidza kwawepiko?

1
12/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Zvino Mwari akaisa mitenzo pamwiri Yake. umwe ne mumwe wayosezvaakada luti iwe. \v 19 Uye ndai arimutenzo, yose mwiri ndai urikupiko? \v 20 Naizvozvo kune mitenzo mijinji, kumwiri imwechete.

1
12/21.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 21 Ziso aifaniri kuti kune moko: ''ini hadindi iwe'', kana musoro kune makubo: ''ini adindi imi''. \v 22 Asi mitenzo yemwiri inenge isina simba ndizvo zvinodikanwa. \v 23 uye zvimwe zvikamu zvatinofunga kuti azvikudzwe, tinozvipa rukudzo rukuro, mitenzo yenokudzwa. \v 24 Zvino mitenzo yedu aindi kushogedzwa. asi Mwari akabatanidza mutenzo yomwiri uye yakakudzwa kukuru kumitenzo iyi isingakudzwe.

1
12/25.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 25 Iye akaita kudaro kuti kusawe nekupesana mumwiri, asi kuti mitenzo ichengetane zvaendzana. Uye kana umwe mutenzo ukatabudzika, mitenzo yose inotambudzoka pamwechete. \v 26 Kana kuti umwe mitenzo inokudzwa, mitenzo yose inofara uye inobatana. \v 27 Naizwozwo imi murichikamu chemwiri waKristu uye umwe na umwe inemitenzo yayo.

1
12/28.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 28 Uye Mwari mukereke akagadza wapostora, newaporofita, uye wechitatu mudzidzisi, uye terewere waita minana, newane zvipo zvekuporesa, newanobatsira umwe, waya wanezvipo zvekufamba basa, uye waya wanezvipo zvijinji zvendimi. \v 29 Tese tiri mawapostora? Tese tirimaporofita? Tese tiriwadzidzisi? Tese tinoita minana?

1
12/30.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 30 Wese wane zvipo zvekuporesa? Wese wanotaura nendimi? Wese wanodudzira here? \v 31 tsakai kwazo zvipo zvikuru. Uye ini ndichakuratidzai gwanzi rakanaka.

1
12/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 12

1
13/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 13 \v 1 Kunyangwe ndichitaura mutauro wewanhu kana kuti wegirozi, ndai ndisina rudo, ndakaita sendere rinorira kana dzinongoti gweregwere. \v 2 Kunyangwe ndine chipo chechiporofita uye ndichiziwa chokwandi chese neziwo uye kana kuya nekutenda kunofambisa makomo, asi kana usina rudo, dai ndisiri chinhu. \v 3 Kana ndikagowera zvose zvandinazvo kuwarobouye ndikapa mwiri wangu kuti upiswe, ndisina rudo apana chinobasira.

1
13/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Rudo rone moyo murifu. Rudo arina ruwengo, kana kuzwikudza; \v 5 arina manyawi, azviite zvokuwirimira amwe; harutsake zvaro; arukurumidze kutsamwa; aruna pfundi pfundi. \v 6 Rudo arufarire zvakaipa, asi inofara nechokwandi. \v 7 Rudo rinodziwirira nguwa dzose, runotenda nguwa dzose, rrinotsugirira nguwa dzose.

1
13/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Rudo arupere. kunyangwe kune zviporofita, zvichapfura; kana ndimi, zvichagumiswa; kana ruri ruziwo, zvichapfura. \v 9 Nekuti mukuziwa kwedu tinoziwa zvisakakwana tinoporofita, asi, zvinoitwa zvisina kugwana tinoporofita zvisakakwana, \v 10 asi, kana zvakakwana zvasvika, zvisakakwana zvichabviswa..

1
13/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 pandaiwa mwana, ndaitaura semwana, ndichifunga semwana, ndaitonga semwana. \v 12 pandakawa muruku, ndakasiya zvinhu zvese zvechiwana. Iko zvino, takamowona se chiwoneso, zvisiri pachena asi tichamowona ne meso. \v 13 Asi ini ndinoziwa dzibo imwe, asi ndichaziwa semaziwiswe andakaitwa. Zvino zvitatu izvi: kutenda, netariro ne rudo, asi chikuru chawo irudo.

1
13/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Chitsauko 13

1
15/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 15 \v 1 Ndinokuyeuchidzai hama, muvhangere yandakakuparidzirai, yamakagamuchira, uye ramakamirira mairi. \v 2 Uye ndivhangeri iyi tinoponeswa, kana makabatirira kwazvo vhangere yandakaparidza, kana kuti makatenda pasina.

1
15/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Nekuti zvadakagamuchira zvinokosha pekutanga ndizvo zwandakupai: kuti Kristu akafira zviwi zvedu, sezvanyorwa mubhuku; \v 4 uye Iye akawigwa uye akamuka nezuwa retatu, zvakanyorwa mubhuku.

1
15/05.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 5 Uye akauya kuna Kefas, chechipiri kuwagumi newairi. \v 6 Chechipiri kwakauya hama dzinosvika mazana mashanu kamwe chete, amwe achirikurarama, asi amwe awata. \v 7 Uyezve akauyawo kuna Jakobho, kwechipiri kuwapostore wese.

1
15/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Uye patakapedzisira, Iye akauya kwandiri, semwana akabarwa nguwa isati yasvika. \v 9 Nekuti ini ndirimuduku kwaapostora, hadikudzere kunzi muwapostora nekuti ndaitera kereke yaMwari.

1
15/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Asi, nenyasha dzaMwari, ndizvo dizvo zvandiri asi nyasha dzenyu adzina kuwa dzemahara. kunze kwe izvi, asi ndakashada zvikuru kupfura iwo, kunyangwe ndisiri ini, asi nyasha dzaMwari dzirimandiri. \v 11 Naizwozwo, kana ndiri ini kana imi, nekudaro tinoparadza, uye wakatendeka.

1
15/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Kana Kristu achiparidzwa akamuswa kubva kuwakafa, seiko imi muchiti akuna kumuswa? \v 13 Asi, kana kusina kumuka kwewakafa, Nekudaro Kristu aana kumuka. \v 14 Saka kana Kristu asina kumuka, saka kushumira kwedu tirikushumira pasina, uye murikutenda pasina.

1
15/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Uye pamberi paMwari tichaoneka kunge tirizvapupu zvenheme, nekuti takapupura kuti Mwari akamutsa Kristu kuwakafa, asi haana kumutswa. \v 16 Nekuti kana wakafa wasinga mutswi, saizvozvo Kristu haana kumutswa kuwakafa. \v 17 Uye kana Kristu asina kumustwa, kutenda kwenyu kutenda pasina, uye muchiri muzviwi zvenyu.

1
15/18.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 18 Nokudaro waya wakafa muna Kristu wachapfura. \v 19 Kana tine tariro muna Kristu nekuda kweupenyu uchauya, tinozwa urombo wanhu wese.

1
15/20.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 20 Asi zvino, Kristu akamutswa kubva kuwakafa, ndiye chibereko chekutanga kune waya wakafa. \v 21 Tinowona kuti rufu rakauya neumwe murume, nekudawo kweumwe murume kwakauya kumutswa kwewakafa.

Some files were not shown because too many files have changed in this diff Show More