diff --git a/05/11.txt b/05/11.txt index 57b41c5..e3e55c8 100644 --- a/05/11.txt +++ b/05/11.txt @@ -1 +1 @@ -\v 11 \v 12 \v 13 Asi zwino ndirikukunyorerai kuti musabatana newaya wanonzi hama, asi arikurarama muwopobwe, kana kuti anokara mare, kana kuti wanonamata zwimufananidzo, kana gororo kana kuti chidhakwa kana mutuki. Munhu akadaro musayha naye. Nekuti ibasa rangu here rekutonga waya warikunze kwe chechi? kunze kweizwi, musatonge waya warimukati mechechi? \ No newline at end of file +\v 11 Asi zwino ndirikukunyorerai kuti musabatana newaya wanonzi hama, asi arikurarama muwopobwe, kana kuti anokara mare, kana kuti wanonamata zwimufananidzo, kana gororo kana kuti chidhakwa kana mutuki. Munhu akadaro musayha naye. \v 12 Nekuti ibasa rangu here rekutonga waya warikunze kwe chechi? kunze kweizwi, musatonge waya warimukati mechechi? \v 13 Asi Mwari anotonga waya warikunze kwechechi: ''bvisai wanhu wakaipa pakati penyu''. \ No newline at end of file diff --git a/06/title.txt b/06/title.txt new file mode 100644 index 0000000..900e9a7 --- /dev/null +++ b/06/title.txt @@ -0,0 +1 @@ +Chitsauko 6 \ No newline at end of file diff --git a/manifest.json b/manifest.json index 60687ac..175bbac 100644 --- a/manifest.json +++ b/manifest.json @@ -49,6 +49,8 @@ "05-01", "05-03", "05-06", - "05-09" + "05-09", + "05-11", + "06-title" ] } \ No newline at end of file