Tue Sep 19 2023 11:33:43 GMT+0100 (Western European Summer Time)

This commit is contained in:
tsDesktop 2023-09-19 11:33:44 +01:00
parent 59c561db0a
commit 48330c7df8
2 changed files with 3 additions and 2 deletions

View File

@ -1 +1 @@
\v 4 \v 5 \v 6 Naizwozwo, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti '' Chifananidzo panyika ino achisi chiro'', uye '' akuna Mwari asiri mwari umwe chete''. Nekuti kune wanonzi wana mwari, kungawe kudenga kana panyika, kune wajinji ''wana mwari'' uye wajinji ''wana ishe''. Asi isu tina ''Mwari umwe chete, uye Baba, zwinhu zwese zwakabva paari, uye tinoraramira ani, Uye umwe chete Ishe Jesu Kristu, zwinhu
\v 4 Naizwozwo, pamusoro pechikafu chakabayirwa kuzwifananidzo, tinoziwa kuti '' Chifananidzo panyika ino achisi chiro'', uye '' akuna Mwari asiri mwari umwe chete''. \v 5 Nekuti kune wanonzi wana mwari, kungawe kudenga kana panyika, kune wajinji ''wana mwari'' uye wajinji ''wana ishe''. \v 6 Asi isu tina ''Mwari umwe chete, uye Baba, zwinhu zwese zwakabva paari, uye tinoraramira ani, Uye umwe chete Ishe Jesu Kristu, zwinhu zwese zwakawepo nekubudikidza naye, uye isu tinorarama nekubudikidzira naye''.

View File

@ -53,6 +53,7 @@
"05-11",
"06-title",
"08-title",
"08-01"
"08-01",
"08-04"
]
}