Mon Jul 22 2024 03:32:45 GMT-0700 (Horário de Verão do Pacífico)

This commit is contained in:
Chidanda-2024 2024-07-22 03:32:47 -07:00
commit edaa9f052c
30 changed files with 140 additions and 0 deletions

2
01/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
\c 1 \v 1 Pauro, muranda waMwari, nemuapositora waJesu Kristu, nekuda kekutenda kwevaketwa vaMwari, nekokuziisa chokwadi iri pakunamata Mwari, \v 2 patariro yeupenyu usingaperi, wakagondesa ena Mwari, asinganyepi, nguva dzisingaperi
dzisati dzaapo. \v 3 Asi panguva dzakafanira wakaziisa shoko rake nekuparidza kwandakapiwa nemurairo waMwari, Muponesi wedu.

2
01/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
\v 4 kunaTito, mwana wangu chaiye pakutenda kwedu teshe: Nyasha netsitsi nerugare, zvinobva kunaMwari Baba, naIshe Jesu Kristu, Muponesi wedu, ngazvive newe. \v 5 Ndakakusiya paKrete
nemhaka iyi, kuti upedzise kugadzira izvo zvakanga zvasara, nekugadza vakuru mumaguta eshe, sezvandakakuraira.

1
01/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 kana kunemunhu usina chaangapomerwa, murume wemukadzi mumwechete, anevana vakatendeka, vasingapiwi ndaa yokuti havazvidzori, kana kuti havazwisisi. \v 7 Nokuti mutariri unofanira kuwa munhu usina chaangapomerwa, somuchengeti weimba yaMwari; asingaiti kuda kwake, asingakurumidzi kutsamwa, asingadi waini, asingarwi, asingakariri fuma yakaipa.

1
01/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 Kundze kweizwi, ena unoitira vamweni rudo, unoda zvakanaka, wakachenjera, wakarurama, mutsvene, unozvidzora. \v 9 Unobatisisa shoko rechokwadi, sezvarinodzidziswa, kuti agone kuraira nedzidziso yakanaka, nokukunda vanokakavara.

1
01/10.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 10 Nokuti vajinji varipo vasingateereri, vanotaura zvisina maturo, vanonyengera, zvikuru avo vokudzingiswa, \v 11 vanofanira kudzivirirwa muromo yavo; vanoparadza mhuri kwazvo, zvavanodzidzisa zvisakafanira nokuda kwefuma yakaipa.

1
01/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 2 Mumwe muporofita pakati pavo, wakati: VaKrete vanogara vechinyepa, zvikara zvashata, nevanokara vanevusimbe. \v 13 Kupupura uku ndokwechokwadi. Nemhaka iyi ivarange zvikuru, kuti vanake pakutenda.

1
01/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Varegere kuteerera ngano dzevaJudha, nemurairo yevanhu vanofuratira chokwadi.

2
01/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
\v 15 Kune vakachena, zveshe zvakachena, asi kune vakasvibiswa, vasingatendi, hakuna chinhu chakachena, nekuti nekufunga kwavo nehana yavo zvakasvibiswa. \v 16 Vona vanoti, tinoziva Mwari, asi
vanomuramba nemabasa avo, zvavari vanhu vanonyangadza, vasingateereri, vasakafanira pamabasa eshe akanaka.

1
01/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Ndima 1

1
02/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\c 2 \v 1 Hino iwewe, taura zvakafanira dzidziso yakanaka. \v 2 Varume vakuru ngavave vakasvinuka, vanokudzwa, vakangwara, vakachena pakutenda, neparudo, napekutsungirira

1
02/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Sezvo vakadzi vakuru ngavave nemufambire wakafanira vatsvene, vasingacheri, kana kuda waini zinji, asi vave vadzidzisi vezvakanaka; \v 4 kuti vadzidzise vakadzi vadoko, kuti vade varume vavo, nekuda vana vavo, \v 5 nekuva vakangwara, vakachena, vanogara pamusha, vakanaka, vanoteerera varume vavo, kuti shoko raMwari risahungurwa.

1
02/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Ndizvo ndizvo, varume vadoko uvaraire kuti vave vakangwara. \v 7 Pazviro zveshe newe wumene uvaratidze kombidzo yemabasa akanaka; uve nokusakanganisa pakudzidzisa, nemugarire unokudzwa, \v 8 nekutaura kwakanaka, kusingagoni kushoorwa, kutiunopesana nesu anyadziswe, asi nechiro chakashata chaangareva pamusoro pedu.

1
02/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Varanda ngavazviise pasi pavatenzi vavo, vavafadze pazviro zveshe, vasingakakavari; \v 10 asingabi, asi varatidze kutendeka kwakanaka keshe, kuti vashongedze dzidziso yaMwari, Muponesi wedu, pazveshe.

1
02/11.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 11 Nokuti nyasha dzaMwari dzakaonekwa, kuti dziponese vanhu veshe, \v 12 Dzechitidzidzisa isusu kuti tirambe kusanamata Mwari nekuchiva zvenyika, tirarame nekungwara, nekunaka, nokunamata Mwari panguva ino, \v 13 takatarira tariro inofadza, nokuvonekwa kekugwinya kwaMwari mukuru, neMuponesi wedu, Kristu Jesu.

1
02/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Wakazvipa nekuda kwedu, kuti atidzikinure pazvisakanaka zveshe, kuti azvinasire vanhu vave vake chaivo, vanhu vanoshingairira pamabasa akanaka.

1
02/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Dzidzisa zviro izvi, uraire nekuanga nesimba reshe. Pasina anoku yeisa.

1
02/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Ndima 2

2
03/01.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1,2 @@
\c 3 \v 1 Uvayevudzire kuti vazviise pasi pevabati nevanesimba, kuti vateerere, kuti vave vanhu vakazvigadzira kubata mabasa eshe akanaka, \v 2 varegere kurevera mumwe zvakaipa, varegere kuva
negakava, vave vanyoro, vaitire vanhu veshe vunyoro bweshe.

1
03/03.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 3 Nokuti nesuvo kare taiva vekusafunga, tisingateereri, takarashika, tiri varanda vekuchiva kujinji nevezveshe zvinofadza, tigere mukati mekushata negodo, tichivengwa, tichivengana.

1
03/04.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 4 Asi vunyoro bwaMwari, Muponesi wedu, nerudo rwake kuvanhu, zvakati zvavonekwa, \v 5 Ena wakatiponesa, nenjira yekushambidzwa kokuberekwa kutsva nokuvandudzwa neMweya Mutsvene, asingazviiti nekuda kwamabasa akanaka, etakanga taita , asi ngekuda kwenyasha dzake.

1
03/06.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 6 Ishe waakadurura echiwanza pamusoro pedu Mweya Mutswene, naJesu Kristu Muponesi wedu, \v 7 kuti isusu, ticheneskwe nenyasha dzake, tiitwe varhii venhaka nekuda kwetariro yeupenyu usingaperi.

1
03/08.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 8 8 Ishoko rechokwadi. Ndinoda kuti urekete kwazvo zviro izvi, zvokuti avo vakatenda Mwari vachenjere kuti varambe vechiita mabasa akanaka. Ndizvo zvakanaka, zvinobatsira vanhu.

1
03/09.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 9 Asi unzvenge mubvunzo yeuupenzi, nemazita emadziteteguru, negakava, nokukakavara pamusoro pemurairo, nokuti hazvina maturo, hazvinabasa. \v 10 Munhu unodzidzisa zvakatsauka, kana arairwa kamwe norwechipiri, umurambe, \v 11 zvaunoziya kuti wakadaro wakatsauka, unotadza, wazvipa mhosva emene.

1
03/12.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 12 Kana ndechituma Artema kwauri, kana Tikiko, ushingaire kuvuya kwendiri Nikopori, nekuti ndiko kwendichagara chando. \v 13 Kasikira nekutumira Zenasi, nyanzvi yemutemo, naAporo, nezviro zveshe zvavanoda.

1
03/14.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 14 Vanhu vedu ngavadzidzevo kuramba vechiita mabasa akanaka, kuti vabatsire panoshaikwa zvinofanira kuvapo, kuti varegere kuva vanhu vasinazvibereko.

1
03/15.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
\v 15 Veshe vari kwendiri vanokukwazisa. Ndikwazisire avo vanotida pakutenda. Nyasha ngadzive nemwi mweshe.

1
03/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Ndima 3

39
LICENSE.md Normal file
View File

@ -0,0 +1,39 @@
## Creative Commons Attribution-ShareAlike 4.0 International
### Human-Readable Summary
The Creative Commons Attribution-Share Alike 4.0 International License is available at
http://creativecommons.org/licenses/by-sa/4.0/.
#### This is a human-readable summary of (and not a substitute for) the License.
### You are free to:
* **Share** — copy and redistribute the material in any medium or format.
* **Adapt** — remix, transform, and build upon the material for any purpose, even commercially.
The licensor cannot revoke these freedoms as long as you follow the license terms.
### Under the following terms:
* **Attribution** —You must give appropriate credit, provide a link to the license, and indicate if changes were made. You may do so in any reasonable manner, but not in any way that suggests the licensor endorses you or your use.
* **ShareAlike** — If you remix, transform, or build upon the material, you must distribute your contributions under the same license as the original.
* **No additional restrictions** — You may not apply legal terms or technological measures that legally restrict others from doing anything the license permits.
### Notices:
* You do not have to comply with the license for elements of the material in the public domain or where your use is permitted by an applicable exception or limitation.
* No warranties are given. The license may not give you all of the permissions necessary for your intended use. For example, other rights such as publicity, privacy, or moral rights may limit how you use the material.
This PDF was generated using Prince (https://www.princexml.com/).

1
front/title.txt Normal file
View File

@ -0,0 +1 @@
Tsamba ya Pauro kuna Tito

69
manifest.json Normal file
View File

@ -0,0 +1,69 @@
{
"package_version": 7,
"format": "usfm",
"generator": {
"name": "ts-desktop",
"build": "621"
},
"target_language": {
"id": "ndc-x-chidanda",
"name": "Chidanda",
"direction": "ltr"
},
"project": {
"id": "tit",
"name": "Titus"
},
"type": {
"id": "text",
"name": "Text"
},
"resource": {
"id": "reg",
"name": "Regular"
},
"source_translations": [
{
"language_id": "pt-br",
"resource_id": "ulb",
"checking_level": "3",
"date_modified": "2024-02-07T22:33:08.3568769+00:00",
"version": "6.10"
}
],
"parent_draft": {},
"translators": [
"sama",
"Ndau-Mossurize"
],
"finished_chunks": [
"front-title",
"01-title",
"01-01",
"01-04",
"01-06",
"01-08",
"01-10",
"01-12",
"01-14",
"01-15",
"02-title",
"02-01",
"02-03",
"02-06",
"02-09",
"02-11",
"02-14",
"02-15",
"03-title",
"03-01",
"03-03",
"03-04",
"03-06",
"03-08",
"03-09",
"03-12",
"03-14",
"03-15"
]
}