ndc-x-chidanda_1ti_text_reg/03/14.txt

1 line
236 B
Plaintext

\v 14 4 Zviro izvi zveshe ndinokunyorera, ndichiti ndichakurumidza kuuya kwauri, \v 15 asi kana ndikanonoka, ndinoda kuti uzive kuti vanhu vanofanira kufamba sei mumba maMwari, iyo kereke yaMwari mupenyu, mbiru nechitsigiro chechokwadi.