2 lines
310 B
Plaintext
2 lines
310 B
Plaintext
\v 11 Vanhu kadzi ngavave vanokudzwa, vasingacheri vamwe, vakapora, vakatendeka pazveshe. \v 12 Vashumiri ngavave varume vanomukadzi umwe chete, vanobata vana vavo nedzimba
|
|
dzavo zvakanaka. \v 13 Nokuti avo vakashumira zvakanaka, vanozviwanira zita rinokudzwa nokutsunga kukuru pakutenda kwavo munaKristu Jesu. |