|
\v 8 Saizvo vashumiri ngavave vanokudzwa, vasinamazwi maviri, vasingamwi waini jinji, vasingakariri fuma yakaipa. \v 9 Vanochengeta zvakavanzika zvokutenda muhana yakanaka. \v 10 Navo ngavatange kuedzwa vo pakutanga, kubva papo vashumire, kana vasina chavangapomerwa. |